June 10-16
VAEFESO 1-3
Rwiyo 112 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Urongwa hwaJehovha Uye Chinangwa Chahwo”: (10 min.)
[Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku raVaEfeso.]
VaE 1:8, 9—“Chakavanzika chitsvene” chinosanganisira Umambo hwaMesiya (it-2-E 837 ¶4)
VaE 1:10—Jehovha ari kubatanidza zvisikwa zvake zviri kudenga nezviri panyika (w12 7/15 27-28 ¶3-4)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
VaE 3:13—Pauro airevei paakati matambudziko aakasangana nawo kwaiva “kukudzwa” kwevaKristu vekuEfeso? (w13 2/15 28 ¶15)
VaE 3:19—Tinosvika sei pakuziva “rudo rwaKristu”? (cl 299 ¶21)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) VaE 1:1-14 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 1)
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 3)
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ratidza saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 9)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Zvii Zvaungaita Kuti Kuverenga Bhaibheri Kunyatsokubatsira?”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Ramba ‘Wakabatisisa’—Nekunyatsodzidza Uri Wega.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 70
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 144 Nemunyengetero