Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | VAEFESO 4-6

“Pfekai Zvipfeko Zvakakwana Zvemurwi Zvinobva Kuna Mwari”

“Pfekai Zvipfeko Zvakakwana Zvemurwi Zvinobva Kuna Mwari”

6:11-17

Muapostora Pauro akafananidza vaKristu nemasoja ari muhondo. Tiri kurwisana “nemasimba emweya yakaipa.” Tingaona sekuti hatikwanisi kubudirira pakurwisana nayo, asi Jehovha anogona kuita kuti tikunde kana ‘tikapfeka zvipfeko zvakakwana zvemurwi zvinobva kuna Mwari.’

Chii chiri pamufananidzo mumwe nemumwe uye chinomiririrei?

ZVEKUFUNGA NEZVAZVO: Zvipfeko zvangu zvemurwi zvakakwana here?