June 3-9
VAGARATIYA 4-6
Rwiyo 16 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“‘Mufananidzo’ Une Zvaunoreva Kwatiri”: (10 min.)
VaG 4:24, 25—Hagari aimiririra rudzi rwevaIsraeri rwaiva pasi peMutemo waMozisi (it-1-E 1018 ¶2)
VaG 4:26, 27—Sara aimiririra “Jerusarema riri kumusoro,” chikamu chekudenga chesangano raJehovha (w14 10/15 10 ¶11)
VaG 4:28-31—Vanhu vanoteerera vachawana makomborero pachishandiswa “vana” veJerusarema riri kumusoro
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
VaG 4:6—Shoko rechiHebheru kana kuti rechiAramaiki rekuti “abha” rinorevei? (w09 4/1 13)
VaG 6:17—Pauro angangodaro airevei paakati “ndine mavanga ekuva muranda waJesu”? (w10 11/1 15)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) VaG 4:1-20 (th chidzidzo 10)
• SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kuratidza Kushanda Kunoita Rugwaro, mobva makurukura navo chidzidzo 6 chebhurocha raKudzidzisa.
Hurukuro: (5 min. zvichidzika) w12 3/15 30-31—Musoro: Nei vaKristu Vasingafaniri Kuona Zvinonyadzisira? (th chidzidzo 13)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvemuungano Yenyu: (8 min.)
Zviri Kuitwa Nesangano: (7 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaJune.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 69
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 40 Nemunyengetero