Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

June 1-7

GENESISI 44-45

June 1-7
  • Rwiyo 130 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Josefa Anoregerera Vakoma Vake”: (10 min.)

    • Ge 44:1, 2—Josefa akaedza vakoma vake kuti aone kana vakanga vachinja unhu hwavo (w15 5/1 14-15)

    • Ge 44:33, 34—Judha akateterera Josefa kuti asunungure Bhenjamini

    • Ge 45:4, 5—Josefa akatevedzera Jehovha nekuregerera kwaakaita vakoma vake

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Ge 44:13—Kubvarura kwaiita munhu nguo yake kwairatidzei? (it-2-E 813)

    • Ge 45:5-8—Chii chingatibatsira kuti tisaora mwoyo kana tikabatwa zvisina kunaka? (w04 8/15 15 ¶15)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ge 45:1-15 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

KURARAMA KWECHIKRISTU