PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU March 2016
Mharidzo Dzekuenzanisira
Mazano ekushandisa pakupa vanhu Nharireyomurindi uye pepa rekuvakoka kuChirangaridzo cha2016. Shandisa mienzaniso iyi pakugadzira mharidzo dzako pachako.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Esteri Akazvipira Kumiririra Jehovha Nevanhu Vake
Akaisa upenyu hwake pangozi uye akabatsira Modhekai kudzika mutemo waizodzivirira vaJudha kuti vasatsakatiswa. (Esteri 6-
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri —Kunyora Mharidzo Yako Yemagazini
Shandisa mazano acho kuti unyore mharidzo dzako dzemuushumiri dzeNharireyomurindi uye Mukai!
KURARAMA KWECHIKRISTU
Gamuchira Vaenzi Vedu
Tingagamuchira sei vaenzi kuChirangaridzo uye vaya vanenge vasisaiti basa?
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Jobho Akaramba Akaperera Kuna Mwari Paakaedzwa
Akaratidza kuti hapana munhu aikosha muupenyu hwake kupfuura Jehovha. (Jobho 1-
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Jobho Anotaura Nezvekurwadziwa Kwake
Jobho akashungurudzika, zvikaita kuti ave nemaonero asina kunaka. Pasinei neizvi, akaramba achida Jehovha Mwari. (Jobho 6-
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Jobho Aitenda Zvakasimba Kuti Vakafa Vachamutswa
Aiziva kuti Jehovha aizoita kuti avezve mupenyu sezvinoita chigutsa chemuti chinotungira kubva pamidzi. (Jobho 11-
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rudzikinuro Rwunoita Kuti Pave Nerumuko
Chipo chaJehovha cherudzikinuro chinoita kuti tive nechokwadi chekuti rumuko rwuchavako. Panzvimbo pekuva nemariro evanhu vatinoda, tichavagamuchira pavanomutswa.