Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

March 14-20

JOBHO 1-5

March 14-20
  • Rwiyo 89 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 88

  • Ramba Kufurirwa!: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yakanzi Ramba Kufurirwa iri pajw.org! (Enda pakanzi ZVINODZIDZISWA NEBHAIBHERI > VARI KUYARUKA.) Mapedza kuiona, bvunzai mibvunzo inotevera: Miedzo ipi inosangana nevana kuchikoro? Vangashandisa sei zano riri pana Eksodho 23:2? Zvinhu zvipi 4 zvavanogona kuita kuti vasafurirwa voramba vakaperera kuna Mwari? Kumbirai vana kuti vataure zvinofadza zvakaitika.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 11 ¶1-11 (30 min.)

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)

  • Rwiyo 149 Nemunyengetero