March 21- 27
JOBHO 6-10
Rwiyo 68 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Murume Akatendeka Jobho Anotaura Nezvekurwadziwa Kwake”: (10 min.)
Job 6:1-3, 9, 10, 26; 7:11, 16
—Zvinotaurwa nevanhu pavanenge vachirwadziwa hazvirevi hazvo kuti vane mwoyo yakaipa (w13 8/15 19 ¶7; w13 5/15 22 ¶13) Job 9:20-22
—Jobho akasvika pakufunga zvisiri izvo kuti Mwari akanga asina basa nazvo kuti aizoramba akatendeka here kana kuti kwete (w15 7/1 12 ¶2) Job 10:12
—Kunyange paakasangana nemiedzo yakakura, Jobho akataura zvakanaka nezvaJehovha (w09 4/15 7 ¶18; w09 4/15 10 ¶13)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Job 6:14
—Jobho akaratidza sei kukosha kwemutsa werudo? (w10 11/15 32 ¶20) Job 7:9, 10; 10:21
—Kana kuri kuti Jobho aitenda kuti kuchava nerumuko nei akataura zviri mumavhesi aya? (w06 3/15 14 ¶11) Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?
Kuverenga Bhaibheri: Job 9:1-21 (4 min. zvichidzika)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: wp16.2 16
—Taurai urongwa hwekupa mupiro. (2 min. zvichidzika) Paunodzokera: wp16.2 16. Siya pekuzotangira. (4 min. zvichidzika)
Chidzidzo cheBhaibheri: fg chidzidzo 2 ¶6-8 (6 min. zvichidzika)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 114
Ratidza Kunzwisisa Paunenge Uchinyaradza Vamwe: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo yakaonekwa nevakuru paChikoro Choushumiri hwoUmambo. Kana mapedza, kumbirai vateereri kuti vataure zvakanaka zvaitwa nehama mbiri zvatinogona kuita pakukurudzira munhu anenge ataura nezvekurwadziwa kwaari kuitwa nemhaka yekuti akafirwa.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 11 ¶12-20 uye kudzokorora chitsauko chacho (30 min.)
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)
Rwiyo 27 Nemunyengetero