March 28– April 3
JOBHO 11-15
Rwiyo 111 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Jobho Aitenda Zvakasimba Kuti Vakafa Vachamutswa”: (10 min.)
Job 14:1, 2
—Jobho akataura zvakaita upenyu hwevanhu iye zvino (w15 3/1 3; w10 5/1 5 ¶2; w08 3/1 3 ¶3) Job 14:13-15a
—Jobho aiziva kuti Jehovha aisazomukanganwa (w15 8/1 5; w14 1/1 7 ¶4; w11 3/1 22 ¶2-4) Job 14:15b
—Jehovha anokoshesa vashumiri vake vakatendeka (w15 8/1 7 ¶3; w14 6/15 14 ¶12; w11 3/1 22 ¶3-6)
Kutsvaga Pfuma Iri muBhaibheri: (8 min.)
Job 12:12
—Nei vaKristu vakura vachikwanisa kubatsira vaKristu vechidiki? (g99-E 7/22 11, bhokisi; g99 8/8 p. 11, bhokisi) Job 15:27
—Erifazi airevei paakataura kuti chiso chaJobho chainge ‘chakafukidzwa nokukora’? (it-1-E 802 ¶4) Ndinodzidzei nezvaJehovha kubva pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Ipfungwa dzipi dziri pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino dzandinogona kushandisa mubasa remumunda?
Kuverenga Bhaibheri: Job 14:1-22 (4 min. zvichidzika)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: fg chidzidzo 13 ¶1
—Siya pekutangira kuitira paunozodzokera. (2 min. zvichidzika) Paunodzokera: fg chidzidzo 13 ¶2
—Siya pekuzotangira. (4 min. zvichidzika) Chidzidzo cheBhaibheri: fg chidzidzo 13 ¶3-4 (6 min. zvichidzika)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Rwiyo 134
Zvomuungano yenyu: (5 min.)
“Rudzikinuro Rwunoita Kuti Pave Nerumuko”: (10 min.) Kukurukurirana. Pedzisai nekuratidza vateereri vhidhiyo yatakaona paGungano Remunharaunda ra2014 raiti “Rambai Muchitanga Kutsvaka Umambo hwaMwari!”
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: ia chits. 12 ¶1-12 (30 min.)
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Inotevera (3 min.)
Rwiyo 33 Nemunyengetero