Kukoka vanhu kuzoyeuka rufu rwaJesu muAlbania

PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU March 2017

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo dzeNharireyomurindi uye yezvinodzidziswa neBhaibheri nezveUmambo hwaMwari. Shandisa mienzaniso iyi pakugadzira mharidzo dzako.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Ndinewe Kuti Ndikununure”

Jehovha Mwari paakati Jeremiya ave muprofita, Jeremiya akaona sekuti akanga asingagoni kuita basa racho. Zvii zvakaitwa naJehovha kuti amusimbise?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Vakanga Vasingachaiti Kuda kwaMwari

VaIsraeri vaifunga kuti zvibayiro zvavaipa zvaizovhara mabasa akaipa avaiita. Jeremiya haana kutya kufumura zvivi zvavo neunyengeri hwavaiita.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Kushandisa Bhurocha raNdivanaani Vari Kuita Kuda kwaJehovha Mazuva Ano?

Shandisa bhurocha iri kuti ubatsire vaunodzidza navo Bhaibheri kuziva zvakaita sangano redu uye zvatinoita.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Vanhu Vanobudirira Kana Vachitungamirirwa naJehovha

Murudzi rwevaIsraeri, vaya vaiteerera Jehovha vaiva nerugare, vaifara uye vaibudirira.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Kushandisa Bhurocha raTeerera Mwari

Shandisa mapikicha uye mavhesi kuti udzidzise chokwadi cheBhaibheri kumunhu asingakwanisi kunyatsoverenga.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

VaIsraeri Vakakanganwa Jehovha

Nei Jehovha Mwari akaudza Jeremiya kuti afambe makiromita 500 kuenda kunoviga bhandi rerineni kuRwizi rwaYufratesi?

KURARAMA KWECHIKRISTU

Batsira Mhuri Yako Kuyeuka Jehovha

Kugara muchiita Kunamata Kwemhuri nemazvo kuchabatsira mhuri yenyu kuti isakanganwa Jehovha. Mungakunda sei zvinhu zvinowanzovhiringidza kunamata kwemhuri?