Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JEREMIYA 5-7

Vakanga Vasingachaiti Kuda kwaMwari

Vakanga Vasingachaiti Kuda kwaMwari

7:1-4, 8-10, 15

  • Jeremiya akafumura zvivi zvevaIsraeri neunyengeri hwavo asingatyi

  • VaIsraeri vaiona temberi sezango rinovadzivirira

  • Jehovha akavaudza kuti kunyange vakapa zvibayiro, kwaiva kupedza nguva, nekuti vakanga vachiita zvakaipa

Zvibvunze kuti: Ndingaita sei kuti kunamata kwangu kuenderane nezvinodiwa naJehovha, kwete kungoti chero ndaitawo?

Jeremiya ari paimba yaJehovha