Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JEREMIYA 8-11

Vanhu Vanobudirira Kana Vachitungamirirwa naJehovha

Vanhu Vanobudirira Kana Vachitungamirirwa naJehovha

Vanhu havakwanisi kuzvitungamirira uye havana kodzero yacho

10:21-23

  • Vanhu vakanga vava kuita mazvake-mazvake nekuti vafudzi vakanga vasingachaiti zvaidiwa naJehovha

  • Vaya vaiteerera Jehovha vaiva nerugare, vaifara uye vaibudirira