March 12-18
MATEU 22-23
Rwiyo 30 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Teerera Mirayiro Mikuru Miviri”: (10 min.)
Mt 22:36-38—Kuteerera murayiro mukuru uye wekutanga kunosanganisirei? (“mwoyo,” “mweya,” “pfungwa” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 22:37 nwtsty)
Mt 22:39—Ndeupi murayiro mukuru wechipiri? (“Wechipiri,” “muvakidzani” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 22:37 nwtsty)
Mt 22:40—Zvinhu zvinotaurwa muMagwaro ese echiHebheru zvinoratidza rudo rwuna Jehovha uye zvaanoda kuti tiitirewo vamwe (“mutemo . . . uye Zvakanyorwa nevaprofita,” “zvakavakirwa” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 22:40 nwtsty)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
Mt 22:21—“Zvinhu zvaKesari” ndezvipi, uye “zvinhu zvaMwari” ndezvipi? (“zvinhu zvaKesari kuna Kesari,” “zvinhu zvaMwari kuna Mwari” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 22:21 nwtsty)
Mt 23:24—Jesu airevei paakataura mashoko aya? (“vanomimina unyunyu asi vachimedza ngamera” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 23:24 nwtsty)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mt 22:1-22
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.
Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho, mokurukura zvirimo.
Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) bh 186-187 ¶7-9—Kurudzira mudzidzi kukoka shamwari dzake kuChirangaridzo.
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Zvatingaita Kuti Tide Mwari Nemuvakidzani”: (15 min.) Kukurukurirana. Ridzai nyaya yakanzi Jehovha Ndiye Chete Mwari Wechokwadi kuti muratidze kuti kufungidzira kunobatsira sei patinoverenga nyaya dziri muBhaibheri. Vateereri ngavafambirane nezvinenge zvichiverengwa pana 1 Madzimambo 18:17-46.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 12
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 52 Nemunyengetero