Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MATEU 22-23

Teerera Mirayiro Mikuru Miviri

Teerera Mirayiro Mikuru Miviri

22:36-39

Pazasi apa pane zvikonzero 3 zvinoita kuti tipinde misangano. Uchishandisa Mateu 22:36-39, nyora kuti ndechipi chinofanira kuenda panhamba 1, 2 uye 3:

  • Kuti tikurudzirwe

  • Kuti tikurudzire vamwe

  • Kuti tinamate Jehovha uye tiratidze kuti tinomuda

Nei tichifanira kuenda kumisangano kunyange patinonzwa takaneta uye tichiona sekuti kana tikaenda hapana zvakawanda zvatichabatsirwa nazvo?

Ndezvipi zvimwe zvatingaita kuti tiratidze kuti tinoteerera mirayiro mikuru miviri?