Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

March 5-11

MATEU 20-21

March 5-11
  • Rwiyo 76 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Anoda Kuva Mukuru Pakati Penyu Anofanira Kuva Mushumiri Wenyu”: (10 min.)

    • Mt 20:3​—Vanyori nevaFarisi vaiita zvinhu zvekuda kuonekwa uye vaida zvekukwaziswa “pamusika” (“Musika” mapikicha nemavhidhiyo Mt 20:3 nwtsty)

    • Mt 20:20, 21​—Vaapostora vaviri vakakumbira kuti vazopiwa zvinzvimbo (“amai vevanakomana vaZebhedhi,” “mumwe kuruoko rwenyu rworudyi uye mumwe kuruboshwe rwenyu” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 20:20, 21 nwtsty)

    • Mt 20:25-28​—Jesu akati vateveri vake vanofanira kuva vanhu vanozvininipisa (“mushumiri,” “asina kuuya kuzoshandirwa, asi kuzoshumira” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 20:26, 28 nwtsty)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mt 21:9​—Vanhu pavakashevedzera kuti: “Tapota, ponesai, Mwanakomana waDhavhidhi!” vairevei? (“Tapota, ponesai,” “Mwanakomana waDhavhidhi” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 21:9 nwtsty)

    • Mt 21:18, 19​—Nei Jesu akaomesa muti wemuonde? (jy 244 ¶4-6)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mt 20:1-19

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira.

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (6 min. zvichidzika) lv 36-37 ¶3-4

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 99

  • Zvemuungano Yenyu: (5 min.)

  • Zviri Kuitwa Nesangano: (10 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaMarch.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 11

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 53 Nemunyengetero