Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

March 19-25

MATEU 24

March 19-25
  • Rwiyo 126 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Ramba Wakamuka Pakunamata Mumazuva Ekupedzisira”: (10 min.)

    • Mt 24:12​—Kuwedzera kwekusateerera mutemo kuchaita kuti rudo rwevazhinji rutonhore (it-2-E 279 ¶6)

    • Mt 24:39​—Vamwe vachabatikana nekutsvaga zvinhu zvinodiwa pakurarama, votadza kukoshesa zvekunamata (w99 11/15 19 ¶5)

    • Mt 24:44​—Tenzi achauya panguva yatisingafungiri (jy 259 ¶5)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • Mt 24:8​—Mashoko aJesu anogona kunge achirevei? (“marwadzo enhamo” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 24:8 nwtsty)

    • Mt 24:20​—Nei Jesu akataura mashoko aya? (“munguva yechando,” “pazuva resabata” tsanangudzo dzemamwe mashoko Mt 24:20 nwtsty)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Mt 24:1-22

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Munhu wacho anombotanga achiramba.

  • Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Munhu wawakamboona pekutanga haapo asi pane hama yake.

  • Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho, mokurukura zvirimo.

KURARAMA KWECHIKRISTU