Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MATEU 24

Ramba Wakamuka Pakunamata Mumazuva Ekupedzisira

Ramba Wakamuka Pakunamata Mumazuva Ekupedzisira

24:39

Vanhu vakawanda vari kurega zvinhu zvinodiwa pakurarama zvichivatadzisa kukoshesa zvekunamata. Maonero evaKristu vakamuka pakunamata akasiyana sei neevanhu vari munyika pazvinhu zvinotevera:

  • dzidzo yenyika?

  • zvinhu zvinovaraidza?

  • basa?

  • pfuma?