Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

KURARAMA KWECHIKRISTU

Tava Pedyo Nekuguma Kwenyika

Tava Pedyo Nekuguma Kwenyika

Ona vhidhiyo inonzi Tava Pedyo Nekuguma Kwenyika, wozopindura mibvunzo inotevera inobva pana Mateu 24:34.

  • Zvii zvinonzi “zvinhu zvose izvi”?

  • Eksodho 1:6 inotibatsira sei kunzwisisa chinonzi “chizvarwa”?

  • Chizvarwa chipi chairehwa naJesu?

  • Mapoka api maviri anoumba “chizvarwa chino”?

  • Mashoko aJesu anoratidza sei kuti tava pedyo chaizvo nemugumo?