Murume ari kuratidzwa vhidhiyo achidzidza Bhaibheri kuSouth Africa

PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU March 2019

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo dzekuenzanisira dzinotaura nezvekuti Mwari akasikirei vanhu.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Zvinorehwa Nekuratidza Rudo rwechiKristu

Patinotadzirwa, rudo rwechiKristu runoita kuti tiitei?

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Tarisa Kuna Jehovha Kuti Akubatsire Kutsungirira Uye Akunyaradze

Jehovha anotinyaradza uye anotibatsira kutsungirira achishandisa Shoko rake.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Uri Munhu Wenyama Here Kana Kuti Wemweya?

Tese tinofanira kuramba tichisimbisa ushamwari hwedu naMwari kuti tirambe tichikura sevanhu vemweya.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kunyora Tsamba Dzakanaka

Ndezvipi zvimwe zvatinofanira kuyeuka patinenge tichinyorera munhu watisingazivi tsamba?

KURARAMA KWECHIKRISTU

Manyorerwo Etsamba

Nyora tsamba yako zvinoenderana nezvauri kuda uye zvinoenderana nekwaunogara.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Mbiriso Shomanana Inovirisa Mukanyiwa Wose”

Urongwa hwekudzinga hunoratidza sei rudo?

KURARAMA KWECHIKRISTU

Shandisa Mavhidhiyo Paunoitisa Zvidzidzo zveBhaibheri

Uri kushandisa mavhidhiyo here paunoitisa zvidzidzo zveBhaibheri?