March 11-17
VAROMA 15-16
Rwiyo 33 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Tarisa Kuna Jehovha Kuti Akubatsire Kutsungirira Uye Akunyaradze”: (10 min.)
VaR 15:4—Verenga Shoko raMwari kuti rikunyaradze (w17.07 14 ¶11)
VaR 15:5—Kumbira Jehovha kuti akubatsire ‘kutsungirira uye akunyaradze’ (w16.04 14 ¶5)
VaR 15:13—Jehovha anotipa tariro (w14 6/15 14 ¶11)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
VaR 15:27—VaKristu vakanga vasiri vaJudha vaiva ‘nechikwereti’ chei nevaKristu vekuJerusarema? (w89 12/1 24 ¶3)
VaR 16:25—Chii chinonzi “chakavanzika chitsvene chakaramba chakanyararwa kwenguva dzisingaperi”? (it-1-E 858 ¶5)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) VaR 15:1-16 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.
Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 3)
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 10)
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 11)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Jehovha Anopa Sei “Kutsungirira Nenyaradzo”?: (15 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho iri pachikamu chakanzi BHAIBHERI. Kana yapera, kurukurai navo mibvunzo iyi:
Wadzidzei kana uri iwe uri kunyaradzwa?
Wadzidzei kana uri iwe uri kunyaradza?
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 58
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 34 Nemunyengetero