Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | VAROMA 15-16

Tarisa Kuna Jehovha Kuti Akubatsire Kutsungirira Uye Akunyaradze

Tarisa Kuna Jehovha Kuti Akubatsire Kutsungirira Uye Akunyaradze

15:4-7

Imwe nzira inoshandiswa naJehovha kutinyaradza uye kutibatsira kutsungirira iShoko rake Bhaibheri. Zvakaitika kuvanhu ava vari muBhaibheri zvinotinyaradza uye zvinotikurudzira sei?

  • Noa

  • Josefa

  • Dhavhidhi