March 18-24
1 VAKORINDE 1-3
Rwiyo 127 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Uri Munhu Wenyama Here Kana Kuti Wemweya?”: (10 min.)
[Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku ra1 VaKorinde.]
1VaK 2:14—Zvinorevei kuva “munhu wenyama”? (w18.02 19 ¶4-5)
1VaK 2:15, 16—Zvinorevei kuva ‘munhu wemweya’? (w18.02 19 ¶6; 22 ¶15)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)
1VaK 1:20—Mwari akaita sei “kuti uchenjeri hwenyika ino huve upenzi”? (it-2-E 1193 ¶1)
1VaK 2:3-5—Tingatevedzera sei Pauro? (w08 7/15 27 ¶6)
Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?
Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) 1VaK 1:1-17 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunodzokera Kekutanga: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yacho mokurukura zvirimo.
Paunodzokera Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 3)
Paunodzokera Kekutanga: (4 min. zvichidzika) Tanga nekushandisa mharidzo yekuenzanisira wozomuratidza bhuku raBhaibheri Rinotidzidzisei? (th chidzidzo 11)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kunyora Tsamba Dzakanaka”: (8 min.) Kukurukurirana.
Kukoka Vanhu kuChirangaridzo Kuchatanga Musi weMugovera 23 March: (7 min.) Kukurukurirana kunoitiswa nemutariri webasa. Ipai vateereri pepa rekukoka vanhu kuChirangaridzo, mokurukura zvirimo. Ratidzai vateereri vhidhiyo yemharidzo yekuenzanisira mokurukura zvirimo. Taurai zvamuchaita kuti mupedze ndima yenyu.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 59
Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)
Rwiyo 51 Nemunyengetero