Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

KURARAMA KWECHIKRISTU

Manyorerwo Etsamba

Manyorerwo Etsamba
  • Nyora kero yako kuitira kuti munhu wacho azokwanisa kukupindura. Kana uchiona zvisingaiti kuti ushandise kero yako, unogona kukumbira vakuru kuti ushandise yepaImba yeUmambo. Asi USASHANDISA kero yehofisi yebazi.

  • Nyora zita remunhu wacho kana uchiriziva. Izvi zvichaita kuti asafunga kuti tsamba iyi ndeyekushambadzira zvinhu zvebhizinesi.

  • Nyora zvakanaka zviperengo, girama uye nyora dzemutauro. Tsamba yacho inofanira kunge yakachena. Kana ukanyora nemaoko usabharangidza. Mashoko auchashandisa ngaaratidze ruremekedzo.

Tsamba iyi ndeyekuti ungoona maitirwo azvo. Haina kuitirwa kuti ukope shoko neshoko pese paunenge uchinyorera mumwe munhu. Nyora zvinoenderana nezvauri kuda uye zvinoenderana nekwaunogara.