Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | 1 VAKORINDE 1-3

Uri Munhu Wenyama Here Kana Kuti Wemweya?

Uri Munhu Wenyama Here Kana Kuti Wemweya?

2:14-16

Tese tinofanira kuramba tichisimbisa ushamwari hwedu naMwari kuti tirambe tichikura sevanhu vemweya. (VaE 4:23, 24) Kuti tibudirire, tinofanira kuzadza pfungwa dzedu nezvinhu zvekunamata, kuva nezvinangwa pakunamata uye kuratidza chibereko chemweya.

Wafambira mberi zvakadini pakunamata uchienzanisa nezvawaiva gore rakapera, nemakore 10 apfuura kana kuti nepawakabhabhatidzwa?