Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

March 25-31

1 VAKORINDE 4-6

March 25-31
  • Rwiyo 123 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Mbiriso Shomanana Inovirisa Mukanyiwa Wose”: (10 min.)

    • 1VaK 5:1, 2—Ungano yeKorinde yakanga ichisiya mutadzi anga asingapfidzi ari muungano

    • 1VaK 5:5-8, 13—Pauro akaudza ungano iyi kuti ibvise “mbiriso” pakati pavo uye iise mutadzi wacho kuna Satani (it-2-E 230, 869-870)

    • 1VaK 5:9-11—Ungano haifaniri kushamwaridzana nevatadzi vasingapfidzi (lv 34-35 ¶19-20)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • 1VaK 4:9—Vashumiri vaMwari vanova sei “chinhu chinoshamisa chepanzvimbo yemitambo” kungirozi? (w09 5/15 24 ¶16)

    • 1VaK 6:3—Pauro anofanira kunge airevei paakati “tichatonga ngirozi”? (it-2-E 211)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) 1VaK 6:1-14 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

KURARAMA KWECHIKRISTU