“Mbiriso Shomanana Inovirisa Mukanyiwa Wose”
Urongwa hwekudzinga hunoratidza rudo. Asi sei tichiti rudo asi izvo zvichirwadza?
Kudzinga kunoratidza kuti tinoda . . .
-
Jehovha nekuti kunokudza zita rake dzvene.—1Pe 1:15, 16
-
ungano nekuti kunoichengetedza kuti isasvibiswa.—1VaK 5:6
-
mutadzi wacho nekuti zvinomubatsira kuti apengenuke.—VaH 12:11
Ungabatsira sei vaKristu vanenge vari mumhuri ine munhu anenge adzingwa?