Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

March 4-10

VAROMA 12-14

March 4-10
  • Rwiyo 106 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (3 min. zvichidzika)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Zvinorehwa Nekuratidza Rudo rwechiKristu”: (10 min.)

    • VaR 12:10—Ida vaKristu vaunonamata navo (it-1-E 55)

    • VaR 12:17-19—Kana ukatadzirwa, usadzorera (w09 10/15 8 ¶3; w07 7/1 24-25 ¶12-13)

    • VaR 12:20, 21—Kunda zvakaipa nekuita zvakanaka (w12 11/15 29 ¶13)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (8 min.)

    • VaR 12:1—Vhesi iyi inorevei? (lv 63-64 ¶5-6)

    • VaR 13:1—Zvinorevei kuti vane masimba makuru “vakaiswa munzvimbo dzavo dzine mwero naMwari”? (w08 6/15 31 ¶4)

    • Kuverenga Bhaibheri kwevhiki rino kwakudzidzisei nezvaJehovha?

    • Ndezvipi zvimwe zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) VaR 13:1-14 (th chidzidzo 10)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Shingairira Kuverenga Nekudzidzisa: (10 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kubvunza Mibvunzo, mobva makurukura navo chidzidzo 3 chebhurocha raKudzidzisa.

  • Hurukuro: (5 min. zvichidzika) w11 9/1 21-22​—Musoro: Nei vaKristu Vachifanira Kubhadhara Mitero Kunyange Ichizoshandiswa Pazvinhu Zvinopesana neBhaibheri? (th chidzidzo 3)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 77

  • Zvemuungano Yenyu: (15 min.)

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 57

  • Kudzokorora Zvadzidzwa Uye Kutaura Zvichadzidzwa Vhiki Rinotevera (3 min.)

  • Rwiyo 57 Nemunyengetero