PUROGIRAMU YEUSHUMIRI HWEDU UYE KURARAMA KWECHIKRISTU March 2020
Mharidzo Dzekuenzanisira
Mharidzo dzinotaura nezvaJesu Kristu uye chibayiro chake.
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Mwari Akaedza Abrahamu”
Nei Jehovha akakumbira Abrahamu kuti ape mwanakomana wake sechibayiro?
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Isaka Anotsvagirwa Mudzimai
Ungadzidzei kubva kumushandi waAbrahamu nezvekuita zvisarudzo zvinokosha?
KURARAMA KWECHIKRISTU
Ndiani Wandichakoka kuChirangaridzo?
Ndivanaani vaunogona kukoka kuChirangaridzo cherufu rwaKristu?
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Isau Anotengesa Udangwe Hwake
Zvinhu zvipi zvitsvene zvaunofanira kukoshesa?
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Jakobho Anoroora
Ungaitei kuti ufare muwanano pasinei nemiedzo inouya usingatarisiri?
KURARAMA KWECHIKRISTU
Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri—Kuparidzira Vanhu Vasingaoni
Tingatevedzera sei kuda kunoita Jehovha vanhu vasingaoni vari mundima yedu?