Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

Mharidzo Dzekuenzanisira

Mharidzo Dzekuenzanisira

●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA

Mubvunzo: Jesu aiva ani?

Rugwaro: Mt 16:16

Pekuzotangira: Nei Jesu akafa?

○●○ PAUNODZOKERA KEKUTANGA

Mubvunzo: Nei Jesu akafa?

Rugwaro: Mt 20:28

Pekuzotangira: Tingaratidza sei kuti tinoonga chibayiro cherudzikinuro chaJesu?

○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI

Mubvunzo: Tingaratidza sei kuti tinoonga chibayiro cherudzikinuro chaJesu?

Rugwaro: Joh 17:3

Pekuzotangira: Zvii zvinoitwa pamisangano yeZvapupu zvaJehovha?

MUSHANDIRAPAMWE WEKUKOKA VANHU KUCHIRANGARIDZO (March 14–April 7):

“Tauya kuzokukokai kumusangano unokosha uchapindwa nemamiriyoni evanhu. Musangano uyu ndewekuyeuka kufa kwaJesu.” Ipa munhu wacho pepa rekumukoka. “Pepa iri rinoratidza nguva nenzvimbo zvichaitirwa musangano wacho. Tinokukokaiwo kuzonzwa hurukuro inokosha.”

Pekuzotangira Kana Munhu Wacho Aratidza Kufarira: Nei Jesu akafa?