Isau Anotengesa Udangwe Hwake
Isau ‘haana kukoshesa zvinhu zvitsvene.’ (VaH 12:16) Izvi zvakaita kuti atengese udangwe hwake. Akaroorawo madzimai maviri akanga asinganamati Mwari.—Ge 26:34, 35.
ZVIBVUNZE KUTI: ‘Ndingaratidza sei kuti ndinokoshesa zvinhu zvitsvene zvinotevera?’
-
Ushamwari hwangu naJehovha
-
Mweya mutsvene
-
Kudanwa nezita raJehovha kwandinoitwa
-
Ushumiri
-
Misangano yechiKristu
-
Wanano