March 23-29
GENESISI 27-28
Rwiyo 10 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Jakobho Anokomborerwa”: (10 min.)
Ge 27:6-10—Ribheka akabatsira Jakobho kuti awane chikomborero chaifanira kuva chake (w04 4/15 11 ¶4-5)
Ge 27:18, 19—Jakobho akaita kuti baba vake vafunge kuti aiva Isau (w07 10/1 31 ¶2-3)
Ge 27:27-29—Isaka akapa Jakobho chikomborero chaifanira kupiwa dangwe (it-1-E 341 ¶6)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Ge 27:46–28:2—Vari muwanano vanodzidzei kubva kuna Isaka naRibheka? (w06 4/15 6 ¶3-4)
Ge 28:12, 13—Kurota kwakaita Jakobho achiona “manera” kwairevei? (w04 1/15 28 ¶6)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ge 27:1-23 (th chidzidzo 2)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunodzokera Kechipiri: (5 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo yacho mozobvunza vateereri kuti: Muparidzi aratidza sei kuti anga achiteerera saimba paanga achitaura? Muparidzi ashandisa sei zvakanaka Bhokisi reMaturusi Ekudzidzisa?
Paunodzokera Kechipiri: (3 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 6)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min. zvichidzika) jl chidzidzo 17 (th chidzidzo 11)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zvemuungano Yenyu: (15 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 109
Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)
Rwiyo 28 Nemunyengetero