Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | GENESISI 27-28

Jakobho Anokomborerwa

Jakobho Anokomborerwa

27:6-10, 18, 19, 27-29

Isaka paakakomborera Jakobho hwaitova uprofita.

  • 27:28​—Jehovha akapa vana vaJakobho nyika ‘yaiyerera uchi nemukaka.’​—Dhe 26:15

  • 27:29​—VaIsraeri (vana vaJakobho) vakava nesimba kupfuura vaEdhomu (vana vaIsau).​—Ge 25:23; 2Sa 8:14

  • 27:29​—VaEdhomu vakatukwa uye rudzi rwavo rwakazoparadzwa nekuti vaivenga vaIsraeri.​—Eze 25:12-14