Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

March 30–April 5

GENESISI 29-30

March 30–April 5
  • Rwiyo 93 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Jakobho Anoroora”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Ge 30:3​—Nei Rakeri aiona vana vakanga vaberekerwa Jakobho naBhiriha sevake? (it-1-E 50)

    • Ge 30:14, 15​—Nei Rakeri asina kushandisa mukana wekuti arare nemurume wake kuti abate pamuviri achiitira kuti apiwe mamandireki? (w04 1/15 28 ¶7)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ge 30:1-21 (th chidzidzo 2)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 57

  • Kuvandudza Unyanzvi Hwedu Muushumiri​—Kuparidzira Vanhu Vasingaoni”: (10 min.) Kukurukurirana kunoitiswa nemutariri webasa. Bvunzai kuti: Nei zvakakosha kuti tibatsire vanhu vasingaoni? Ndekupi kwatingawana vanhu vasingaoni? Tingatanga sei kutaura navo? Ndezvipi zvinhu zviripo zvinobatsira vanhu vasingaoni kuti vave shamwari dzaJehovha?

  • Zviri Kuitwa Nesangano: (5 min.) Ratidzai vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaMarch.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 110

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 30 Nemunyengetero