Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | GENESISI 24

Isaka Anotsvagirwa Mudzimai

Isaka Anotsvagirwa Mudzimai

24:2-4, 11-15, 58, 67

Mushandi waAbrahamu akakumbira Jehovha kuti amubatsire paaitsvagira Isaka mudzimai. (Ge 24:42-44) Tinofanirawo kukumbira Jehovha kuti atibatsire tisati taita zvisarudzo zvakakura. Tingazviita sei?

  • Nyengetera

  • Tsvakurudza kubva muShoko raMwari uye mabhuku edu echiKristu

  • Batsirwa nevaKristu vakasimba pakunamata