April 12-18
NUMERI 20-21
Rwiyo 114 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Ramba Uri Munyoro Paunenge Uchiedzwa”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Nu 20:23-27—Tinodzidzei pane zvakaitwa naAroni paakapiwa chirango uye pamaonerwo aaiitwa naJehovha pasinei nekukanganisa kwaaiita? (w14 6/15 26 ¶12)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Nu 20:1-13 (th chidzidzo 2)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 12)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Mupe chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 3)
Hurukuro: (5 min.) g 3/15 9—Musoro: Ndingaitei Kuti Ndidzore Hasha Dzangu? (th chidzidzo 16)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Taura Zvinhu ‘Zvakanaka Zvinovaka’ Vamwe: (7 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo. Bvunzai vateereri kuti: Kungoshora-shora kunokanganisa sei vamwe? Chii chakabatsira hama iri muvhidhiyo iyi kuti ichinje matauriro ayo?
Ramba Kufurirwa!: (8 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo iri pakanzi Vari Kuyaruka. Bvunzai vateereri kuti: Vakawanda vanofurirwa kuitei? Izano ripi ratinowana pana Eksodho 23:2? Ndezvipi zvinhu 4 zvinogona kukubatsira kuti usafurirwa nevamwe?
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 7 ¶16-23
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 129 Nemunyengetero