Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Ramba Uri Munyoro Paunenge Uchiedzwa

Ramba Uri Munyoro Paunenge Uchiedzwa

Unyoro hwaMozisi hwakaedzwa paakapopoterwa nevanhu uye paaishungurudzika (Nu 20:2-5; w19.02 12 ¶19)

Mozisi akambotadza kuramba ari munyoro (Nu 20:10; w19.02 13 ¶20-21)

Jehovha akapa Mozisi naAroni chirango chekukanganisa kukuru kwavakaita (Nu 20:12; w09 9/1 19 ¶5)

Munhu munyoro haakurumidzi kugumbuka uye haazvikudzi kana kuzviona seari nani pane vamwe. Kunyange akagumburwa anoramba akadzikama uye haachengeti chigumbu kana kuedza kutsiva.