Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Jehovha Anoita Kuti Kutuka Kuve Chikomborero

Jehovha Anoita Kuti Kutuka Kuve Chikomborero

VaMoabhi vaida kuedza kukuvadza vaIsraeri (Nu 22:3-6)

Jehovha akanunura vanhu vake (Nu 22:12, 34, 35; 23:11, 12)

Hapana angarwisa Jehovha akabudirira (Nu 24:12, 13; bt 53 ¶5; it-2-E 291)

Kutambudzwa, njodzi dzinongoitika, dzega kana chero chii zvacho, hazvigoni kutadzisa mashoko akanaka kuti aparidzwe maererano nekuda kwaMwari. Patinosangana nematambudziko, tinovimba here naBaba vedu vekudenga, toramba tichiita kuti kuvashumira kuve pekutanga muupenyu hwedu?