April 26–May 2
NUMERI 25-26
Rwiyo 135 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Zvinoitwa Nemunhu Mumwe Chete Zvinogona Kubatsira Vakawanda”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Nu 26:55, 56—Jehovha akaratidza sei uchenjeri paaigovera nyika kumadzinza evaIsraeri? (it-1-E 359 ¶1-2)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Nu 25:1-18 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 1)
Paunodzokera: (4 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Ita seuri kumuratidza vhidhiyo mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 3)
Hurukuro: (5 min.) w04 4/1 29—Musoro: Nei Pana Numeri 25:9 Pakashandiswa Nhamba Yakasiyana Neiri Pana 1 VaKorinde 10:8? (th chidzidzo 17)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Sarudza Shamwari Dzako Nekuchenjera”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Mienzaniso Inotiyambira Mazuva Ano—Chidimbu. Kurudzirai vateereri kuti vaone vhidhiyo yacho yese iyo iri muChirungu.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chikamu 3, chits. 8 ¶1-7, vhidhiyo yekusuma
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 44 Nemunyengetero