PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Zvinoitwa Nemunhu Mumwe Chete Zvinogona Kubatsira Vakawanda
VaIsraeri vakanyengedzwa nevaMoabhi kuti vaite zvakaipa (Nu 25:1, 2; lvs 118 ¶1-2)
Kusavimbika kwevaIsraeri uye kungofunga zvakavanakira kwakaita kuti Jehovha avatsamwire chaizvo (Nu 25:3-5; lvs 119 ¶4)
Jehovha akadzora kutsamwa kwake nekuda kweushingi hwakaratidzwa nemunhu mumwe chete (Nu 25:6-11)
ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndepapi pandinofanira kuva neushingi hwekuratidza kuti ndakasiyana nevamwe?’