Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Ini Ndini . . . Nhaka Yako”

“Ini Ndini . . . Nhaka Yako”

Jehovha akapa vapristi nevaRevhi basa rinokosha pakumushumira (Nu 18:6, 7)

Dzinza raRevhi harina kuwana mugove wevhu asi Jehovha ndiye aiva nhaka yavo (Nu 18:20, 24; w11 9/15 13 ¶9)

VaIsraeri vaipa chegumi chezvinhu zvese zvavaiwana kuti vatsigire vaRevhi nevapristi (Nu 18:21, 26, 27; w11 9/15 7 ¶4)

Jehovha akavimbisa vapristi nevaRevhi kuti aizovapa zvavaida pakurarama. Tinogona kuva nechokwadi kuti Jehovha achatitsigira kana tikazvipira kumushumira.