March 1-7
NUMERI 7-8
Rwiyo 4 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Zvatinodzidza Paungano yevaIsraeri”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Nu 8:17—Jehovha aiona sei matangwe echirume evaIsraeri? (it-1-E 835)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Nu 7:1-17 (th chidzidzo 5)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Kukoka Vanhu kuChirangaridzo: (2 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 11)
Paunodzokera: (3 min.) Dzokera kunoona munhu akafarira uye akatambira pepa rekumukoka kuChirangaridzo. (th chidzidzo 6)
Paunodzokera: (3 min.) Koka munhu akambodzidza Bhaibheri kuti auye kuChirangaridzo. (th chidzidzo 12)
Paunodzokera: (3 min.) Koka munhu weukama wawakamboparidzira kuti auye kuChirangaridzo. (th chidzidzo 17)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zviri Kuitwa Nesangano: (5 min.) Ratidzai vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaMarch.
Zvemuungano Yenyu: (10 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 5 ¶17-22, bhokisi 5A
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 127 Nemunyengetero