Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Zvatinodzidza Paungano yevaIsraeri

Zvatinodzidza Paungano yevaIsraeri

Varume vakagadzwa vanoratidza muenzaniso wakanaka pakunamata (Nu 7:10; it-1-E 497 ¶3)

Vashumiri vaMwari vanofanira kuva vanhu vakanyatsorongeka (Nu 7:11; it-2-E 796 ¶1)

Jehovha anonzwisisa zvisingakwanisi kuitwa nemushumiri wake mumwe nemumwe (Nu 8:25, 26; w04 8/1 25 ¶1)

Jehovha akanga akaronga vaIsraeri, uye mazuva ano akarongawo vanhu vake. Kunyange zvakadaro, anoona mumwe nemumwe wedu uye anoona zvatinoita pakumushumira.