Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

March 15-21

NUMERI 11-12

March 15-21
  • Rwiyo 46 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Kukoka Vanhu kuChirangaridzo: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Pashure pekunge saimba aratidza kufarira, ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Kuyeuka Rufu rwaJesu mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 11)

  • Paunodzokera: (3 min.) Dzokera kunoona munhu akafarira uye akatambira pepa rekumukoka kuChirangaridzo. (th chidzidzo 4)

  • Paunodzokera: (5 min.) Kana hurukuro yeChirangaridzo yapera, kurukura nemunhu anofarira anenge auya, uye mupindure mubvunzo waanenge abvunza une chekuita nepurogiramu yacho. (th chidzidzo 2)

KURARAMA KWECHIKRISTU