March 29–April 4
NUMERI 15-16
Rwiyo 101 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Ngwarira Kuti Usazvikudza Uye Usazvivimba”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
Nu 15:32-35—Tinodzidzei panyaya iyi? (w98 9/1 20 ¶1-2)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) Nu 15:1-16 (th chidzidzo 10)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: Jesu—Mt 16:16. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 1)
Hurukuro: (5 min.) w15 5/15 15 ¶5-6—Musoro: Kudada Kwakakodzera Kwakasiyana Papi Nekudada Kusina Kukodzera? (th chidzidzo 8)
KURARAMA KWECHIKRISTU
“Usatevedzera Vaya Vasina Kuvimbika”: (15 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo inonzi Usatevedzera Vanhu Vasina Kuvimbika.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 7 ¶1-7, vhidhiyo yekusuma
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 126 Nemunyengetero