Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Ngwarira Kuti Usazvikudza Uye Usazvivimba

Ngwarira Kuti Usazvikudza Uye Usazvivimba

Kora akapandukira urongwa hwaJehovha hwekunamata nekuti akanga ava kuzvikudza uye kuzvivimba (Nu 16:1-3; w11 9/15 27 ¶12)

Kora aiva muRevhi anoremekedzwa aitova nemabasa anokosha pakushumira Mwari (Nu 16:8-10; w11 9/15 27 ¶11)

Mafungiro akaipa aKora akakonzera matambudziko akakura (Nu 16:32, 35)

Hatifaniri kurega kubudirira kwatinoita mubasa raJehovha kuchiita kuti tizvikudze uye tizvivimbe. Kana tava nenguva yakareba tiri muchokwadi kana kuti tiine mabasa akakura musangano, zvinokosha chaizvo kuti tizvininipise.