Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

March 8-14

NUMERI 9-10

March 8-14
  • Rwiyo 31 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Kukoka Vanhu kuChirangaridzo: (3 min.) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Pashure pekunge saimba aratidza kufarira, ita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Kuyeuka Rufu rwaJesu, mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 11)

  • Paunodzokera: (3 min.) Koka munhu waunoshanda naye kana kuti wekuchikoro wawakamboparidzira kuti auye kuChirangaridzo. (th chidzidzo 2)

  • Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) bhs 214, mamwe mashoko 15—Koka mudzidzi kuChirangaridzo uye shandisa Bhaibheri pakumutsanangurira kuti nei asingafaniri kudya chingwa kana kunwa waini paChirangaridzo. (th chidzidzo 17)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 84

  • Kuchinjwa Kwemaitirwo Ezvinhu paBheteri Kunotsigira Basa Rekuparidza: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo. Kana yapera bvunzai vateereri kuti: Chiziviso chipi chakapiwa pamusangano wepagore wa2015 uye zvikonzero zvipi zviviri zvakaita kuti zvinhu zvichinje? Zvii zvakachinja paBheteri, uye zviri kubatsira sei? Chiziviso chacho chakachinja sei urongwa hwekuvakwa kwebazi idzva rekuBritain? Kuchinja uku kunoratidza sei kuti Jehovha ndiye ari kutitungamirira?

  • Zvakaita Kuti Tishanyire Bheteri: (5 min.) Ratidzai vhidhiyo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 6 ¶1-6, vhidhiyo yekusuma

  • Mashoko Ekugumisa (3 min.)

  • Rwiyo 12 Nemunyengetero