Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Mirira Jehovha

Mirira Jehovha

Dhavhidhi akawana mukana wekugadzirisa dambudziko rake (1Sa 24:3-5)

Dhavhidhi aiona nyaya yake semaonerwo ayaiitwa naJehovha saka akazvidzora (1Sa 24:6, 7)

Dhavhidhi aiziva kuti Jehovha aizogadzirisa zvinhu (1Sa 24:12, 15; w04 4/1 16 ¶8)

SaDhavhidhi tinofanira kumirira Jehovha pane kuti tigadzirise matambudziko edu nenzira inopesana nezvaanoda.—Jak 1:4; w04 6/1 22-23.