PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Zvaungaita Kuti Uve Shamwari Yakanaka
Nyaradza uye kurudzira shamwari yako painenge ichishungurudzika (1Sa 20:1, 2; w19.11 7 ¶18)
Yambira shamwari yako kuti isapinda munjodzi (1Sa 20:12, 13; w08 2/15 8 ¶7)
Miririra shamwari yako vanhu pavanotaura zvakaipa pamusoro pake (1Sa 20:30-32; w09 10/15 19 ¶11)
Vanhu vaJehovha vane mikana yakawanda yekuwana shamwari dzakanaka. Kuti uwane shamwari yakanaka, iwewo unofanira kuva shamwari yakanaka. Muungano ndiani waungada kuti ave shamwari yako?