March 14-20
1 SAMUERI 14-15
Rwiyo 89 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Kuteerera Kunokunda Chibayiro”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
1Sa 15:24—Tinodzidzei kubva pane zvakaitwa naSauro? (it-1-E 493)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Sa 15:1-16 (th chidzidzo 2)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunodzokera: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo yakanzi Paunodzokera: Jesu—Mt 20:28. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.
Paunodzokera: (4 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Ipa saimba chimwe chezviri muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa. (th chidzidzo 3)
Paunodzokera: (4 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Bvunza kana achida kudzidza Bhaibheri woita seuri kumuratidza vhidhiyo inonzi Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri? mokurukura zvirimo (asi usamuratidza vhidhiyo yacho.) (th chidzidzo 11)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Tichatanga Kukoka Vanhu kuChirangaridzo Musi weMugovera 19 March: (10 min.) Kukurukura nevateereri. Kurukurai zviri mupepa racho rekukoka vanhu. Taurai urongwa hweungano yenyu hwehurukuro inokosha neChirangaridzo uye kuti muchashanda sei ndima yenyu. Ratidzai vhidhiyo yemharidzo yekuenzanisira mozoikurukura nevateereri.
Iva Shamwari yaJehovha—Teerera Jehovha: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vhidhiyo.
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 22 ¶1-9, vhidhiyo yekusuma
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 10 Nemunyengetero