Enda pane zvauri kuda

Enda pakanzi zviri mukati

March 21-27

1 SAMUERI 16-17

March 21-27
  • Rwiyo 7 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • Kurwa ndekwaJehovha”: (10 min.)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • 1Sa 16:14—Zvinorevei kuti Sauro akatambudzwa ‘nemweya wakaipa waibva kuna Jehovha’? (it-2-E 871-872)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Sa 16:1-13 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Kukoka Vanhu kuChirangaridzo: (2 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 11)

  • Kukoka Vanhu kuChirangaridzo: (3 min.) Koka munhu waunoshanda naye, waunodzidza naye kuchikoro kana kuti weukama wawakamboparidzira. (th chidzidzo 2)

  • Paunodzokera: (3 min.) Dzokera kunoona munhu akafarira uye akatambira pepa rekumukoka kuChirangaridzo. (th chidzidzo 4)

  • Paunodzokera: (3 min.) Dzokera kunoona munhu akafarira uye akatambira pepa rekumukoka kuChirangaridzo. Udza munhu wacho nezvewebsite yedu. (th chidzidzo 20)

KURARAMA KWECHIKRISTU