March 7-13
1 SAMUERI 12-13
Rwiyo 4 Nemunyengetero
Mashoko Ekusuma (1 min.)
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
“Kuzvikudza Kunoita Kuti Munhu Anyadziswe”: (10 min.)
Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)
1Sa 12:21—Zvii zvingangodaro zvaiitwa nevanhu vachitevera zvinhu “zvisina maturo” (kana kuti “zvisiri zvechokwadi,” mashoko emuzasi)? (w11 7/15 13 ¶15)
Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha, ushumiri kana kuti zvimwewo?
Kuverenga Bhaibheri: (4 min.) 1Sa 12:1-11 (th chidzidzo 2)
SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI
Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (5 min.) Kukurukura nevateereri. Ratidzai vateereri vhidhiyo yakanzi Paunoona Munhu Kekutanga: Jesu—Mt 16:16. Misai vhidhiyo yacho pese pane chiratidzo chekuimisa, uye bvunzai mibvunzo inobuda pavhidhiyo yacho.
Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min.) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 1)
Chidzidzo cheBhaibheri: (5 min.) lff chidzidzo 04 mashoko ekusuma uye pfungwa 1-2 (th chidzidzo 13)
KURARAMA KWECHIKRISTU
Zviri Kuitwa Nesangano: (5 min.) Ratidzai vateereri vhidhiyo yeZviri Kuitwa Nesangano yaMarch.
Zvemuungano Yenyu: (10 min.)
Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) rr chits. 21 ¶13-18
Mashoko Ekugumisa (3 min.)
Rwiyo 26 Nemunyengetero